Featured In

Credits

AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Kazz Khalif
Kazz Khalif
Harmoniegesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Pride Mteliso
Pride Mteliso
Songwriter:in
Vincent Majonga
Vincent Majonga
Songwriter:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Tinashe Sahanga
Tinashe Sahanga
Ausführende:r Produzent:in

Lyrics

Taimbodanana, tichinzwanana
Mumwe wangu
Patai onana zvataipanana
Nhai
chimwe changu
Zvakachinja seiko
Mumwe wangu
Zvakachinja neiko
Mumwe wangu
Nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
Nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
Mumwe wangu
"Mumwe wangu"
Nhai mudiwa wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mudiwa wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
"Wakapindwa nei ko"
Mudiwa wangu
Mazuvaano waakugara wakatsamwa tsamwaa
Handizivi pandakatadza shamwari
Kana pane chiri kunetsa taura
Ndino gadzirira sei nhai darlie
Pamwe ini ndakatadza so
Ndini ndakabhaiza so
Pamwe handisini zvimwe ndiwe Wakango zvineterawo
Ndiri kuona change in you
Hazvichambo flowa
Hameno wakaita sei love yacho yaakubhowa
Zvakachinja seiko
Mumwe wangu
Zvakachinjwa neiko
Chimwe changu
Nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
Mumwe wangu
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
Written by: Pride Mteliso, Vincent Majonga
instagramSharePathic_arrow_out