Music Video

Featured In

Lyrics

Ndakanda changu chirauro Ndotongogara ndakutotesa Murandakadzi chimbomira kuzvitongesa Ukati ndianiko achakutengesa Nhau yako ndaiona yakakurisa Uri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinono Une chuma muchiuno Zvawauya kuno zvaikozvino Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 Rabva raita kuti uite kunge kakudhasharara, kadash Magate chete kwete madish,kadash Ukangoramba wakadaro, finish! Murandakadzi iwe, murandakadzi Nekuti uri muridzi, teereresa Kuita kusanganisa Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Ndarihaka rega rireurure Ndiri mudhuze hazvibude ndiri kure Ndiro chairo saka rega ridhure Ndakarihaka ndiri nechekumashure Cheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka cheuka Cheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Ndotongogara ndakutotesa Murandakadzi chimbomira kuzvitongesa Ukati ndianiko achakutengesa Ndaiona nhau yako yakakurisa Uri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinono Une chuma muchiuno Zvawauya kuno zvaikozvino Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate 50 zvikaramba 60, 60 70 magate Mangoma Depot Levels Ribe na Fantan Inini Stallion
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out