Lyrics

Rrh Gomba iro, gomba iro, rrh, gomba Gomba reshumba Usawire mugomba reshumba Ndofa nepfungwa Ndirikutadza kutodzekera kumba Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya) Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe) Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo) Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe) Vakati-fencer ava ndovane daka (iyere-yere-yere-yere) Vakatemba zvakarotwa nen'anga (iyere-yere-yere-yere) Vakapenga vanhu ava vakapenga (iyere-yere-yere-yere) Vakapenga zvakanzi, "Aiwa takasotwa kuZaka" (iyere-yere-yere-yere) Asi hona Nhasi changamire hona Mhepo dzacho dzatitsoma Vakati, "Pane hurombwa" vana mukoma, ah Gomba reshumba Usawire mugomba reshumba Tofa nepfungwa Ndirikutadza kutodzekera kumba Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya) Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe) Asi dai ndine zidonhwe repfuma (ah, hoyo) Ndaitomboti pamwe pakuitwa zvinhu pano (dzorera chuma, ahe) Chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere) Mwanangu chenjera kutsika munzwa (iyere-yere-yere-yere) Chenjera kuwira muhutapwa (iyere-yere-yere-yere) Kupisa musha hunobvira uswa (iyere-yere-yere-yere) Hatina uta, hatirwe panyama Asi vemasaramusi vakapinda muka Uchanzwa toti, "Ah-ah, ah-ah", ukati, "Ndimi idzo" Ivo bhagamu dhaza, tikati, "Zviriko" Hm, chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere) Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere) Chaminuka icho, chaminuka (iyere-yere-yere-yere) Chaminuka (iyere-yere-yere-yere) Gomba reshumba Usawire mugomba reshumba Tofa nepfungwa Ndirikutadza kutodzekera kumba Vakanditi, "Dzorera chuma" (aheya) Vachigaya kuti mhiko dzakupanduka pano (dzorera chuma, ahe)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out