Lyrics
Iwe, iwe, iwe, iwe, iwe, iwe
(Black Boy) Mandy (shanda rakasimba, rakatenga mota)
Black Boy di don (Tele) awe
Koo nhai madzibaba? (Ngirrr)
Ndine zvinhu zvinondinetsa kani
Nguva yareba, mwana handina (rikatsamaya ndoritsoma)
Kuzama ndazama, kupfugama, kutsanya nekunamata
Pamwe zvichaita nerimwe ramazuva
Dambudziko rangu richaperawo here?
Zvikanzi zvangu ngezvedzinza, zvingabviswe here?
Saka ndauya (kusowe, kusowe)
Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe)
Saka ndauya (kusowe, kusowe)
Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (hoo, yeah)
Nhau yenyu ndainzwa madzimai
Saka nongedzerai kumusha kwenyu katatu
Imimi madzimai, muri kurondwa nevarume vatatu
Chandaona, kwamunobva kwakashereketwa, tu
Chandaona, makaitwa mukadzi wezvikwambo
Ndichakumedzesai mhodzi yehwakwa
Yandichanotora kure, kure
Hazvimboramba, tenda denga
Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo)
Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (pfugama wagona)
Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo)
Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe)
Ndobika here porridge rezviyo?
Ndotanga here, parikuda nziyo?
Shaurai verse iya, verse yerudo
Ndiringe ini, ndiringe (ringa, ringa, awe) ndiringe, ndiringe
Ndiyende, ndiyende (yenda, yenda, awe) ndiyende, ndiyende
Zviyende, zviyende, zviyende
(Batai hana yenyu katatu madzimai)
Saka ndauya (kusowe, kusowe) (hoouwo)
Kuzobviswa jambwa nezviyedzo (kusowe, kusowe) (pfugama wagona)
(Ndiringe, ndiringe, ndiringe) saka ndauya (kusowe, kusowe)
Kuzobviswa jambwa (ndiyende) nezviyedzo (ndiyende, ndiyende) (kusowe, kusowe)
Zviyende (awe) zviyende, zviyende (awe, awe, nezviyedzo, hey, yei)
Lyrics powered by www.musixmatch.com