Lyrics
Ndiringei, ndiringei
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei

Pandinofamba, pese pandinofamba-famba

Pandinogara, pese pandinogara

Kwandinoyenda, kwese kwandinoyenda
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei
Ndiringei, ndiringei
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei
Pandinofamba, pese pandinofamba-famba
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei
Pandinogara, pese pandinogara
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei
Ndiringei, ndiringei
Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei
Iiiii
Watch me, ah-ah
Lyrics powered by www.musixmatch.com