Music Video

Featured In

Credits

AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Simon Chimbetu
Simon Chimbetu
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Kasongo Band
Kasongo Band
Komponist:in

Lyrics

Ndiringei, ndiringei Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Ndiringei, ndiringei Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Pandinofamba, pese pandinofamba-famba Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Pandinofamba, pese pandinofamba-famba Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Pandinogara, pese pandinogara Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Kwandinoyenda, kwese kwandinoyenda Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Ndiringei, ndiringei Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Pandinofamba, pese pandinofamba-famba Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Pandinogara, pese pandinogara Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Ndiringei, ndiringei Ndinokukumbirai wani kuti vadzimu ndiringei Iiiii Watch me, ah-ah
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out