Lyrics

Zvakanaka kunemi matenderana Tokushuvirai mondogara zvakanaka Zvakanaka kunemi matenderana Tokushuvirai mondogara zvakanaka Yambiro imwe yandingangokupaiwo zvangu Nezvenyaya yerudo Yambiro imwe yandingangokupaiwo zvangu Nezvenyaya yerudo Nyaya yerudo ritori bhora rembabvu Ritori bhora rembabvu Nyaya yerudo ritori bhora rembabvu Ritori bhora rembabvu Shanje rudo haikona kutambira kure Swedera pedyo newaunodanana naye Shanje rudo haikona kutambira kure Swedera pedyo newaunodanana naye Nekuti pane mumwe ari kumurwarira choseka Pane mumwe ari kumushupikira chose Pane mumwe ari kumurwarira choseka Pane mhombwe ari kumushupikira chose Shanje rudo haikona kutambira kure Swedera pedyo newaunodanana naye Nekuti waunaye iyeye ndiye mukombe wemutambo kani Chirega uone rave bhora rembabvu Waunaye iyeye ndiye mukombe wemutambo kani Chirega uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Rinotorwa neane hutsanzi Ane hutsanzi Rinotorwa neane hukundi Ane hukundi Rinotorwa neane hutsanzi Ane hutsanzi Rinotorwa neane hukundi Ane hukundi Zvakanaka mukoma wasimukira pabasa Saka kwauri tochiti makorokoto Zvakanaka mukoma wasimukira pabasa Saka kwauri tochiti makorokoto Yambiro imwe yandingangokupawo zvangu Nezvenyaya yehushefu iyi Yambiro imwe yandingangokupawo zvangu Nezvenyaya yehushefu iyi Nyaya yehushefu ritori bhora rembabvu Ritori bhora rembabvu Nyaya yehushefu ritori bhora rembabvu Ritori bhora rembabvu Saka rega kudekara uchiti ndave makoya Rega kurivara uchiti ndave makoya Rega kudekara uchiti ndave makoya Rega kurivara uchiti ndave makoya Uyo ari kure anoda kuswedera pedyo Uyo ari pedyo achiti dai ndirini nhingi Uyo ari kure anoda kuswedera pedyo Uyo ari pedyo ari kuti dai ndirini nhingi Chinzvimbo chaunacho ndiwo mukombe wemutambo kani Chirega uone rave bhora rembabvu Chinzvimbo chaunacho ndiwo mukombe wemutambo kani Chirega uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Rinotorwa neane hutsanzi Ane hutsanzi Rinotorwa neane hukundi Ane hukundi Rinotorwa neane hutsanzi Ane hutsanzi Rinotorwa neane hukundi Ane hukundi Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yerudo iyi Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yerudo iyi Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yerudo Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yehushefu Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yehushefu Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yehushefu Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Nyaya yehushefu Huya uone rave bhora rembabvu Bhora rembabvu Huya uone rave bhora rembabvu Ummm Zora music Hiwe Hiwe hiwe hiwe Hiwe Watsva
Writer(s): Leonard Karokoja Zhakata Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out