Lyrics

Baba ndingade zvangu kuti ndigopota ndichivataurira . Ini ndingade zvangu kuti ndigopota ndichivanyevera. Chete vana venyu vamwe vacho vakaoma moyo Baba. Asi ndaida kuti tose tigoziva nyaya imwe chete... Ini ndaida chose kuti tose tigoziva nyaya imwe chete. kuti nyika ndini newe nezvakatikomberedza... hama nyika ndini newe nezvakatikomberedza... ayaa makomborero edenga. kwekuturira kuriko (kuriko) kuriko kwekuturira kwekuturira kuriko nyangwe kapi kapi zvako kangakunetsa. kwekuturira kuriko inzwaa inzwaaa kwekuturira... Baba ndingade zvangu kuti ndigopota ndichivataurira . Ini ndingade zvangu kuti ndigopota ndichivanyevera. nyika ndini newe nezvakatikomberedza... hama nyika ndini newe nezvakatikomberedza... ayaa makomborero edenga... ko tingavenganiraneiko ko tinourairanei hama ko tingavenganiraneiko sei tichifarira kufa kwevamwe.?? kwekuturira kuriko (kuriko) kuriko kwekuturira kwekuturira kuriko nyangwe kapi kapi zvako kangakunetsa. kwekuturira kuriko inzwaa inzwaaa kwekuturira... kwekuturira kuriko (kuriko) kuriko kwekuturira kwekuturira kuriko nyangwe kapi kapi zvako kangakunetsa. kwekuturira kuriko kwekuturira...
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out