Lyrics

Umm, oh, oh (Eternity) yeah, ah, oh Ndaona chamupupuri, dudziro ndikashaya Vakuruwe ndipeiwo tsanangudzo Mhepo zvoyoda kukukura, asi ichiri mbesa Ndipeiwo tsanangudzo Zvinongoda kundinetesa Padiki pasara ndongopedzesa, ah Nhanho mbiri ndodzasara Pfungwa dzave kundipengesa Makumbo ave kundinetesa Asi nyangwe zvodini Ini handisi kumira (handisi kumira) Chandinoda, ndinoda inini ndichachiwana (ndichachiwana) Ndichachiwana (ndichachiwana) Ini handisi kumira (handisi kumira) Kwandananga inini ndichasvika chete (ndichasvika chete) Ndichasvika chete (svika chete) Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Ukati wagaya zano, ringa nzira ufambe nayo Usaore mwoyo oh,oh,oh,oh,oh Akati zvakanaka (hazvisi zvako) Akati budiriro (haisi yako) Usamuterere yeah yeh (Zvinongoda kundinetesa, padiki pasara ndongopedzisa) Kwasara (nhanho mbiri ndodzasara) Hona pfungwa dzopenga (pfungwa dzava kundipengesa) Makumbo kuneta (makumbo ave kundinetesa) Nyangwe zvodini (asi nyangwe zvodini) Handisi (handisi kumira) Chandinoda ndinoda inini ndichachiwana Ndichachiwana Ini handisi kumira Kwandananga inini ndichasvika chete Ndichasvika chete Ini handisi kumira Chandinoda, ndinoda inini ndichachiwana Ndichachiwana Ini handisi kumira Kwandananga inini ndichasvika chete Ndichasvika chete Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de (ndichabudirira) Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade, de, de Vachida vasingade (Eternity)
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out