Top Songs By Stella Chiweshe
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Stella Chiweshe
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Stella Chiweshe
Songwriter:in
Lyrics
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Iherende heya panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere
(Haiye, haha panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere
(Haiye, haha panorwa mikono)
Haa vakafa vakamuka panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Haa vakafa vakamuka panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hoo vakafa vakamuka iwewe heere
(Haha panorwa mikono)
Hoo vakafa vakamuka iwewe heere
(Haha panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Dhudhu, dhudhu, dhudhu, dhudhu, dhudhu
Kagafu, kagafu
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Iye, iye, iyerere panorwa mikono
Inobayana (panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Haiye, haha panorwa mikono)
Hamusati mapaona
(Haiye, haha panorwa mikono)
Written by: Stella Chiweshe