Top Songs By Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Thomas Mapfumo
Songwriter:in
Lyrics
Havasevenzi vapfana
Vanofumira kuseni
Havasevenzi vadiki
Vanofumira kuseni
Vanokwira chitima
Vachienda kudhorobha
Vanoswera vachisecha
Vachitsvakawo zvikwama
Vanofamba vakawanda
Vachitsvaka wekubira
Vanopwanya nedzimota
Vanotora chese-chese
Hapana mabasa
Havasevenzi vadiki
Vanochema vapfana
Havana chekubata
Hayisi mhosva yavo
Vanoshupika vadiki
Vanoswera vachifunga
Upenyu hwavo hwamangwana
Kuti vachaita sei
Zvenyika ino zvavanetsa
Zvoti nzara nemabasa
Upenyu hwacho hwatooma
Hapana mabasa
Havasevenzi vadiki
Vanochema vapfana
Havana chekubata
Hayisi mhosva yavo
Vanoshupika vadiki
Vanoswera vachifunga
Upenyu hwavo hwamangwana
Kuti vachaita sei
Zvenyika ino zvavanetsa
Zvoti nzara nemabasa
Upenyu hwacho hwatooma
Written by: Thomas Mapfumo