Lyrics

PJ Records (Passion Java Records) Oskidhi Vamwe vese oi scudhi Soul Soul Soul Soul Soul Soul Jah Love Mamero akuda kuuya achindi vheta mastanzi Asi mamiriro ake anenge anoita zvemaghanzi Akuda kuto ziva angu ese mafriendzi Apa ndisangane navo pamaroundzi Vamwe kufamba vachiti Sauro ibenzi Passion Java ati Sauro iBhenzi Munamato aisa kuchengetwa naTenzi Saka uchiona tichino putitsa dhanzi Ndozviziva Satani haashaye maplanzi Kuda kundi furatidza nemafanzi Asi ndouya ndakajamuka ipapo Ndobva ndachinja kuita chimpanzee Kuto kutuka, vhiri kuputika. Bvunza wega dhokota Anokuudza kuti ini ndakato buda dikita Asi ndoti Mwari anondida Misodzi wangu akapukuta (Tayambuka) Mugore regonzo Ende ini ndaka vadyira bhonzo 2021 gore renyuchi Yah nhapi tapi naPassioni Java chibaba chenyuchi Mugore regonzo Ende ini ndaka vadyira bhonzo 2021 gore renyuchi Yah nhapi tapi naPassioni Java chibaba chenyuchi Twabamu Nye nye nye nye nye nyee Kachitsotsonya Kuda kunomira pamamonya Ndoda kukatambisa kongonya Vanhu ndozvavari Vakauraya Jesu vachida Bhanabhasi Kundirova bvompfi ndoita mukadzi bhogasi Kundisiya ndichirara nemudhogazi Kundichembedza kundi fanandidza netuma gogazi Kundicharger gauro NdiSauro Inga zvimanaira Ngavango timwaira Manje kufa ndajaira Ende futi majaira Uchaona kuti zvinhu zvichazokuomerai Muchiti pamwe ndini ndichano pera Ndopamuchaona kuti maito zvinyepera Ende mbiri yangu ini haisi iri kupera Kuzviziva zvinhu zvangu hazvisi zvekukopera Ndaka donha zvekuenda pamusoro pevakadonha Ende futi ini handife ndakadonha Kana ukandidenha, ndopauchaona Kuti kubasa kungoma ini mufunge chibasa ndochigona Captain Pedzi, musoja anokuendesa kumwedzi Sumje, Ita tivabholonche Yo see me That's how we do it Soul soul soul soul Pengeni Pengeni Honouring! Conqeuring
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out