Similar Songs
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Winky D
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Vincent Phiri
Songwriter:in
Wallace Chirumiko
Songwriter:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Zero53 Music
Produzent:in
Lyrics
Pabho (pabho)
(Z3R0)
Hatingatadze kuswera tichidhakwa tichigara munyika yedombo
Saka ndikoko
Chinhu chega changosara kudhakwa (ah haa ah)
Zvimwe zvese hazvichina basa (ah haa ah)
Saka kwauri ikoko sparkwa, haa haa ah
Kwauri ikoko sparkwa, ah haa ah
Tosparkwa chete
Tese-tese
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese todhakwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese
Ndezvipi zviri nani; kudhakwa kana kuti zvodhakwa?
Ndabheja, ndarohwa ticket reBarça
Mumind ndiri sober asi zheti radhakwa
Saka kwese ka kudhakwa (kudhakwa)
Usaseka akabata pint rake
Akuda kuzorodza mind yake
Aonera, haasi blind hake
Jesu muchurch mune wine yake
Tsoka dzopera kutsvaga manake
Ndaudza vehukama, havana kana care
Ndabvudza ndodini ko kuti zvinake?
Hanzi mira semusoja Sanyatwe
Saka chiregera kuzvidya moyo
Ita kuti pfungwa dziwane zororo
Haikona kufunga zvekuita zvechigororo
No, no, no, no
Chinhu chega changosara kudhakwa (ah haa ah)
Zvimwe zvese hazvichina basa (ah haa ah)
Saka kwauri ikoko sparkwa, haa haa ah
Kwauri ikoko sparkwa, ah haa ah
Tosparkwa chete
Tese-tese
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese todhakwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese
Matambudziko hobho mulife, four-four mulife
Zvakuda musoro, kopo mulife
Nhamo haina munhu mudoko mulife
Ungava uri Shumba kana Soko mulife
Haikona kuita soft kunge Coke mulife
Hardhira, rovera hoko mulife
Pakupisa, paita moto mulife
Hupenyu injuga, iLotto mulife
Tese toita kunge anaJobho mulife
Zvirikuramba kubuda kunge bhobho mulife
Nhamo yakabata chitorobho mulife
Tapinda mudare, kuda donhodzo mulife
Tafemba, taisa pasi mogo mulife
Ndanzi ucharoiwa saJojo mulife
Tapara mhaka, kupomera gogo mulife
No, no, no, no
Chinhu chega changosara kudhakwa (ah haa ah)
Zvimwe zvese hazvichina basa (ah haa ah)
Saka kwauri ikoko sparkwa, haa haa ah
Kwauri ikoko sparkwa, ah haa ah
Tosparkwa chete
Tese-tese
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese todhakwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese tobatwa
Tese-tese (tese)
Tese-tese
Writer(s): Vincent Phiri, Wallace Chirumiko
Lyrics powered by www.musixmatch.com