Lyrics

Aaaaahhh Aladin yeah yeah yeah yeah Hapana zvamati maona Ndinovasiya pacorner Vakabeeper havana kufona Se covid ndine corona Vachato hire mamonya Setsono ndakavasona Vanodziva nemacona Asi hapana chavanogona Sechikwangwari varipacorner Vakajuta kuna maradona Ndobva tatsara masororo Vakamedzeka sajona Ndakavagara se sofa Na oskid chimukoma Eredha sa baba vabhona kusvika pandichazofa Tateguru tateguru(yeah) tateguru Tateguru tateguru(yeah)tateguru Kusvika ndafa asekuru ndichingobvira sepeturu Ndakaita vekurarira semubhedha mubedroom Tateguru tateguru (yeah)tateguru Tateguru tateguru (yeah)tateguru Kusvika ndafa asekuru arima bvri peturu Ndakaita vekurarira semubhedha mubedroom Zvagara varume madokota Vakadzi ma nurse Tiri ana mazvikokota ata fire finesse Ukaona ndichipopota usatarise face Ita makadini kuvakuru mwana mudiki hesi Ndouraya semuchetura Semadzibaba ndateura Ndinenge John chibadura Ana delila vareura Asi moramba kutaura Hausi kumbonyarara Telefemi no fangara Aladin ndi kangara Eredha samachangara Vanenge dhende kusakara Vachashaya kwekumhan'ara Yangove bvunguru bvangara Huroyi vachandinangara Kuvhunduka chati kwatara Hunge une katurikwa humambo hwakaturikwa Tateguru tateguru (yeah)tateguru Tateguru tateguru (yeah)tateguru Kusvika ndafa asekuru Ndichingobvira sepeturu Ndakaita vekurarira semubhedha mubedroom Tateguru tateguru (yeah) tateguru Tateguru tateguru (yeah)tateguru Kusvika tafa asekuru arima bvri peturu Takaita vekurarira semubhedha mubedroom Hapana zvamati maona Ndinovasiya pacorner Vakabeeper havana kufona Se covid ndine corona Vachato hire mamonya Setsono ndakavasona Vanodziva nemakona Asi hapana chavanogona Sechikwangwari varipacorner Vakajuta kuna maradona Ndobva tatsara masororo Vakamedzera sajona Ndakavagara sesofa Na oskid chimukoma Eredha sa baba vabhona kusvika pandichazofa Tateguru tateguru (yeah)tateguru Tateguru tateguru (yeah)tateguru Kusvika tafa asekuru ndichingobvira sepeturu Ndakaita vekurarira semubhedha mubedroom Tateguru tateguru (yeah) tateguru Tateguru tateguru (yeah) tateguru Kusvika ndafa asekuru arima bvri peturu Ndakaita vekurarira semubhedha mubedroom
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out