Lyrics

Zvandanzvenga poto Zvichava zvazvichava Gamu akandifenza Ten Aikaka zvandanzvenga poto Zvandadyiswa gaka Zvandatemwa nemashoko Baba vasina basa Zvakadhakwa ndini ndatadza Hapana asina hasha Asi handisisina rasta Because Gamu akaridzura Gamu akaita hasha wangu Gamu akangofuma Gamu Ari muchiki Awanda madays ati ndanga ndane week Ndisingauye paden Because the heat was intense I was broke I am a man I couldn't vent Wangu I couldn't eat I couldn't sleep I couldn't rest Ndakaiswa drip It was heavy on my chest It was heavy in the streets It was heavy on the rent Gamu akandishungurudza Huyai muone mese Gamu akandivhurumutsa Tiri pa door re church Tichibva tatoregedza kuti samanyanga maswera Tipei yambiro ana baba vakabva zera Izvi zvoitwa sei (sei) Ndichiri mwana mudiki baba Bvudzi rinoita gray Ndine mwana mudiki baba Muku anoita sei ndikakita ne depression Asingaremekedzwe ndiye asina education Handinzwe chirungu saka usasenda message Miscommunication We should talk in person Kuti zviita sei For the genuine expression (Hehehe) Unonyepa (kunyepa uko) Imi baba imi (imi baba) Muri mbavha imi (muri mbavha) Kungoshandisa vanhu Hamuna badza imi Always playing victim Munotuka vanhu pama piece nema riddim Ten you must be kidding Mwana akuda purity We ain't got time for your thousand insecurities You said to my mom that I'm out here being rude and yet You pulling my arm Ukundikwadza why you doing this Unoramba nephone yako Asi kakawanda ndoiona neboyz rako Haaa imi zvakawanda zvichabuda imboita hako Mwari ndichanamata wangu musha hauone nhamo Aah aah Imi handinzwe mushe paunofamba ndosara ndega Kuma video shoot kwakazara ma home wrecker Ini handide future inomuka yotanga kushaker Handinzwe mushe Ini handinzwe mushe Ok Gamu thanks Ndotoona haudi kundiona ndiri kuma works You want pillow fights tik tok challenges and pranks You want cuddles to relax I am trying to balance zvauri kuda You want data Its a fact I am tryna gather zvauri kudya Kutenga hupfu kufeeler gas I've been trying to the math But damn it it's a task And pese pandoresva you've been bringing up the past That's why I had to ask Why It's because you never change yava sorry yechi seven We turm another page now the story changing versions Tatenda ndiani I cousin ya Mr Candy Ko Madhafela ndiani I number dzeimwe taxi Ko ano fona kuma 4 Aiwa no Ndisina mota ndivo vainditora kuma show So I am sure varikuda kuchecker kuti safe here bro Because lately I've been busy They've been tryna let me grow Maybe nhasi they are just checking kuti Junior Ari bho We going nowhere Ten we going nowhere Aizve Gamu bho here Usanditi bho here Friday night I am not even sure une show here I got eyes aya ndoma bhaiz wangu ndinewo njere Saka ndoda kubvunza Saka ndoswera Mumba Aiwa kana wabata mari ussatenga tumbwa Ini ndatenga sugar Ehe zvemashuwa Asi hunhu hwako hukufamba nemakuhwa Mukadhakwa Mukuvhiringidza Samaz Munorimwa Munorininipisa hunterz VaChitsama vari ku belivhisa ana Fadzi Mordecai homwe dzakavhinza vakadzi Mordecai pore ukapinda papaz Ndorichakusakadza Mazino ematadza Chitaura na bamdiki Zvasara muhanda tichazvitaura pa part 3 Ten
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out