Music Video

Holy Ten - Madhafela (Official Video) ft. Jake Miles, MrCandy
Watch Holy Ten - Madhafela (Official Video) ft. Jake Miles, MrCandy on YouTube

Credits

AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Holy Ten
Holy Ten
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Mukudzei Chitsama
Mukudzei Chitsama
Texte
PRODUKTION UND TECHNIK
Holy Ten
Holy Ten
Produzent:in
Skool Beatz
Skool Beatz
Produzent:in

Lyrics

Dhafela Nyepera Ooh akandinyepera madhafela Achiti anoda kuita yangu melaz Ndainge ndakaudza ana tete Kuti mbama yandakabvuta hamuikete Mwana wekwaMurehwa wekwaSeke Uye wandaitengera makeke Nyaya inorwadza musaseke Ndini ndaimuteacha,kuma eke Pachokwadi dhunda haatende Haatende Pandakaona kuzvimba muviri kunge ane pamuviri Ndikaziva zvakutoendwa Pandakaona akupfeka ma mini anobata muviri Ndisaziva ada kutrenda Akatanga ku actor mascandal Izvezvi zvakashanduka zvakaita mundau Aaah kubvira kupfura candle Ooh akandinyepera madhafela Achiti aitoda kuita yangu melaz Kusaziva aitodanana,nerimwe hustler Raitengesa machips muna samora Ini handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana Handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana Mababe madhafu so Hameno kamunakiro kacho so Slender futi bho(ehe mabhonzo iwayo) Kana ane mongo imbondipasawo (Dhunda akaenda) Ini ndakutomukwatawo(ave wembombera) Slender imbondipasawo (Dhunda surrender) Ini ndakutomukwatawo aku linker na mhofela Oooh akandinyepera madhafela Achiti aitoda kuita yangu melaz Kusaziva aitodanana nerimwe hustler Raitengesa machips muna samora Ini handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana Handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana Pandichadzoka Pandichatoda Ndakapfimba gomba Maihwe ndakapfira gomba Pfungwa hadzichadhonza Kuganzirwa ndotya Handichadzoka Pandichatoda Maihwe haiwe Violence haiwe Silence asi bamnin Heartbreak damage Highway Highway Mileage zuva rese Challenge nhaiwe Zvaunenge suspect Ukatsamwa wakudisser inni Pabasa wakudzinga inini Ukatsamwa haunzwi siren aiwaka Wakupisa inni Oh ini akandinyepera madhafela Achiti aitoda kuita yangu melaz Kusaziva aitodanana nerimwe hustler Raitengesa machips muna samora Ini handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana Handina zera nemjolo (Mjolo mjolo mjolo) Ini handichaite izvozvo Handichade zvekudanana ini zvekudanana
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out