Featured In

Credits

AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Holy Ten
Holy Ten
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Mukudzei Chitsama
Mukudzei Chitsama
Texte
PRODUKTION UND TECHNIK
Holy Ten
Holy Ten
Produzent:in

Lyrics

Danana ende zveshuwa vanodanana Chirongwa chavo chekunzwanana Pasina kana kudadirana Danana ende zveshuwa vanodanana Chirongwa chavo chekunzwanana Pasina kana kudadirana Wakawira kunze (wakawira kunze) Ndopawakadzinga hushe (ndopawakadzinga hushe) Mwana asingabvunze, anofa vasinga bvunze(anofa vasinga bvunze) Wasimba kunze, asika hauchabvume Kuti kudenga Kune hushe Mwanangu gura muswe Wakunyanya wakunyanya, Une attitude yakawunyana Takadhumana, takatukana,Ndakaremerwa kubasa Hona Mira uko hona munana, chirikundirwadza musana Pamunofunga munopedza, kutanga Takadimudza mureza tiri kubaka Wakawira kunze (wakawira kunze) Ndopawakadzinga hushe (ndopawakadzinga hushe) Mwana asingabvunze, anofa vasinga bvunze(anofa vasinga bvunze) Wasimba kunze, asika hauchabvume Kuti kudenga Kune hushe Mwanangu gura muswe Dhorobha haufe wakaripedza Chimboterera pavanoparidza Mijolo iyo yaunotevedza Nyaya dzevamwe unounganidza Zvinongoda kugonyera pamwe Inopona murutsva kamwe Hazvimboda kuchemedza vamwe Kuzivana ka pachipamwe I'm too bad, I'm too nice You look good so I gotta look twice Can you cook food baby can you cook rice Imi kule can you put ice Muma cup tough, wangu ndine footage yaka deletwa naSAP Simbi havarove, vakumwa masup Liver haipore vakabata gas Tinongoti tirarira ndosignal Imo muma streets ndabhigwa because I'm big now Wangu tiri team yawinner laliga Usada kunyepera kutsiga zunza figure Wakawira kunze (wakawira kunze) Ndopawakadzinga hushe (ndopawakadzinga hushe) Mwana asingabvunze, anofa vasinga bvunze(anofa vasinga bvunze) Wasimba kunze, asika hauchabvume Kuti kudenga Kune hushe Mwanangu gura muswe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out