Similar Songs
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Qounfuzed
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Mcdonald Sheldon
Songwriter:in
Lyrics
Ndinozviziva hauchade kundiona
Hauchade kutaura neni
Asi Kare Ndaitokuchaira phone
Ndichitaura newe
Ndakakusendera message
Ukasandi replaya
Ndakazvishingisa mumoyo
Asi zvichindibaya
Asi ndiwe waisinditi haudi
Kundishaya
Handichina Basa
Zvese zvataisiita
Zvakakanganiswa nekucheater
Asi inini ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Inini Ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Takanga tatova nemazita
Evana vataida kuzoita
Asi inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Ndiregererewo
Sorry honey Sorry kani
Sorry sha ndakakanganisa
Sorry honey Sorry kani
Sorry sha ndakakanganisa
Ndakusuwa ndakusuwa
Zvimwe zvaiva zveshuwa
Asi pamwe pacho aiva makuhwa
Zvandakakutadzira zvese
Ndikuda kuzvigadzira zvese
Chishuwo changu
Kutiwo tigova tese
Pawakazondibatira matexts
Ndichitaura dze sex na Ex
Haa tanga takungonetsana sha
Kuratidzana hushasha
Kupopota nekuwanza hasha
Munhu kugara wakangodya rasha
Zvese zvataisiita
Zvakakanganiswa nekucheater
Asi inini ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Inini ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Takanga tatova nemazita
Evana vataida kuzoita
Asi inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Dzangova tarisiro
Pamwe nechishuwiro
Kuti tichazowonana
Ndaitova netariro yekuparadzwa nemariro
Asi takazokonana
Amai vako wakavaudza here kuti takasiyana
Ende vachanyatsobatikana
Vakangozviziva Sha
Vakandisendera message ndikasai replaya
Vakangoshaya kuti chapindwa neiko chijaya
Phone yangu vakaramba vachiitraya
Handichina basa
Ndakusuwa
Ndakusuwa
Zvimwe zvaiva zveshuwa
Asi pamwe pacho aiva makuhwa
Zvese zvataisiita
Zvakakanganiswa nekucheater
Asi inini ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Inini Ndakusuwa
Hoo Ndakusuwa
Takanga tatova nemazita
Evana vataida kuzoita
Asi inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Inini ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Hoo ndakusuwa
Writer(s): Mcdonald Sheldon
Lyrics powered by www.musixmatch.com