Top Songs By Styles Melik
Credits
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Nicholas Nhundu
Songwriter:in
Brighton Tinashe Machaya
Songwriter:in
Lyrics
Cheukira nzira yawafamba
Ramangwana harina anoziva
Natsa kwawabva umwe wangu we
Irwendo irwendo
Zino irema uchariona
Ukarikurira wagona
Vanoda budiriro vashoma
Mhedzisiro vanozobata ropa
Nditerere iwe nditerere
Dzimwe nzendo hadzitaurwe
Budiriro haishambadzwe
Mhedzisiro vanozobata ropa
Handityee Handitye
Handityee Handitye
Vausimudza moto wemapepa wabhebha ukaperera mumakumbo
Handityee Handitye
Handityee Handitye
Vausimudza moto wemapepa wabvira ukaperara mumakumbo
Ndavanzwa vachinditaura
Kwete manzwira ndanga ndakaterera
Havadi ndibudirire nyangwe ribodzi
Ishungu dzavo ndiswero svimha misodzi
Tsime reruponeso rwangu ndiwe
Wedenga mandifuratira neyi
Mandirasa, mandirasa mwari yeeh
Ishungu dzavo ndiswero svimha misodzi
Ndochema vofara
Ndodududza pamwe pacho vosekaa
Mwari wangu wee
Tenzi wangu wee
Musandirase haiya
Handityee Handitye
Kufamba
Handityee Handitye
Kudaira
Vausimudza moto wemapepa wabhebha ukaperera mumakumbo
Handityee Handitye
Kufamba
Handityee Handitye
Kudaira
Vausimudza moto wemapepa wabvira ukaperara mumakumbo
Chivi cherenje uchachiona
Pfugama unamate unokunda
Makata ishura rematero
Ramangwana rakajeka itoshinga
Handityee Handitye
Kufamba
Handityee Handitye
Kudaira
Vausimudza moto wemapepa wabhebha ukaperera mumakumbo
Handityee Handitye
Kufamba
Handityee Handitye
Kudaira
Vausimudza moto wemapepa wabvira ukaperara mumakumbo
Written by: Brighton Tinashe Machaya, Nicholas Nhundu