Top Songs By Killer T
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Killer T
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Killer T
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Cymplex Music
Produzent:in
Lyrics
Simple Music hera hera hera, hera wangu Mambo hera hera haka
Baba handina kuramba kana ndakatadza
Asi ndinoda kugona kuna Mwari Baba
Vakamurovera vakamuramba mwanakomana
Mhaka yake ndeyei, vanhu makaoma
Mabvi acho munawo hamudi kugwadama
Hamudi kunamata kudenga kuchauya
Ndimi makasika shirikadzi nenherera
Mwari makaita zvenyu makatipa kurarama
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Aiwa ndinoda kuchema asivo varamba vanditi ndinyarare, Mweya unoramba
Chipo chamakandipa Ishe wangu-we, ndobatisisa handidi chiparare
Vana vamakandipa Ishe wangu-we, ndokumbirisa handidi vaparare
Vanotuma mhepo vakati uchachiona
Handitye rima ndinongotya Jehovha veminana
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Nananaina nanananana nanana nanananana nanana nananaina
Nananaina nanananana nanana nanananana nanana nananaina
Muzivi wenzira ndiye watinopira, pazvinoremera agotungamira
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Baba handina kuramba kana ndakatadza
Asi ndinoda kugona kuna Mwari Baba
Vakamurovera vakamuramba mwanakomana
Mhaka yake ndeyei, vanhu makaoma
Mabvi acho munawo hamudi kugwadama
Hamudi kunamata kudenga kuchauya
Ndimi makasika shirikadzi nenherera
Mwari makaita zvenyu makatipa kurarama
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Baba musanditorere, Baba musanditorere
Baba musanditorere, chipo chamakandipa
Lyrics powered by www.musixmatch.com