Lyrics

Koo chako zvachakanaka wani Uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe? Koo chako zvachakanaka wani Uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe? Koo wako zvaakanaka wani Uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe? Koo wako zvaakanaka wani Uchamuda riniko zvaunochiva vevamwe iwe? Chiregogunun'una segotsi Unoda kuona zvemberi, ndezve huma Chiregogunun'una segotsi Unoda kuona zvemberi, ndezve huma Kana wamuda iwe wotomuterera Kana wandida iwe wotondichengeta Koo chako zvachanaka wani Uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe? Koo wako zvaakanaka wani Uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe? Chirego gunun'una segotsi Unoda kuona zvemberi ndezve huma Kana wamuda chete wotomuteerera Kana wamuda iwe woto muchengeta Kana wamuda chete wotomuteerera Kana wamuda iwe wotomuchengeta Kana wandida iwe wotonditeerera Kana wandida iwe wotonditeerera Kana wandida iwe woto ndichengeta Kana wandida iwe wotonditeerera Kana wandida iwe woto ndichengeta Kana wandida iwe wotonditeerera Kana wandida iwe woto ndichengeta
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out