Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Shashl
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Shashl
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Fantan Dweet
Mischtechniker:in
Lyrics
Scarfmore Records
And it's Shashl taking over, aya, aya, aya, aya
Bring me to my rememberance
Takaungana senge tiri pa-conference
Wabva wandiwedzera confidence
Pawaridza ngoma ndaita speechless
Pawaridza ngoma iyo
Wandifungisa kure, kure
Vari kupi vangu mhaiyo?
Wandifungisa kure, kure
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha

Ngoma yekwedu inondipa mapapiro (mapapiro)
Ndobhururuka ndobuda kunge bukiro
Ndiyo, inotibatanidza inotinanganisa hukama
Iyo, inotirangaridzisa chivanhu chedu inzwa
Ah, ah, ah
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Bring me to my rememberance
Takaungana senge tiri pa-conference
Wabva wandiwedzera confidence
Pawaridza ngoma ndaita speechless
Pawaridza ngoma iyo
Wandifungisa kure, kure
Vari kupi vangu mhaiyo?
Wandifungisa kure, kure
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Chegore riye, riye, riye, ndirangaridze iye, iye
Ndirangaridze nengoma, yekwedu ah, ha, ha
Scarfmore Records
Written by: Shashl