Lyrics

Zigondora rapindira Ratsikira Uh Kubhururuka Kuchururuka ??? Dzimwe nguva ndiri munhu aribho Dzimwe nguva i'm just tryana get the dough uh Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri bho uh Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri low uh Dzimwe nguva i just really wanna know why Vane moyo yakatonhora se snow ey Vari cold vane tsitsi dziri low uh But bho iribho paribho uh Dzimwe nguva ndinorara ndakagara Dzimwe nguva ndinogara ndakarara Dzimwe nguva ndinomuka ndakafara but Dzimwe nguva ndino uh Dzimwe nguva ndino uh Yeah activated flight mode, high mode that's my mode Hatisase nazuro I let bygones be bygones Tongoseka nhamo I always have my gag on Homies say I'm legend damn I feel like Dembo Light your match with a flame I'm here to light you candle Vakuzviita Mohadi, vakuzviita ana Kembo Iri flow ririkupisa raiswa pa six Ma tracks ana Idi Amin Vakushaura nendimi handivanzwe inini Vakuda kundibvisa semunzwa pagaka Manje semhamba Gondora ravadhaka Se donje vapfava mavende haasi saka, ehe Dzimwe nguva ndiri munhu aribho Dzimwe nguva I'm just tryana get the dough Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri bho uh Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri low uh (iwe) Dzimwe nguva I just really wanna know why Vane moyo yakatonhora se snow ey Vari cold vane tsitsi dziri low uh But bho iribho paribho eh Dzimwe nguva ndiri munhu aribho Dzimwe nguva I'mjust tryana get the dough Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri bho uh Dzimwe nguva zvinhu zvese zviri low uh Dzimwe nguva I just really wanna know why Vane moyo yakatonhora se snow ey Vari cold vane tsitsi dziri low uh But bho zviribho iribho paribho eh Dzimwe nguva ndinorara ndakagara uh Dzimwe nguva ndinogara ndakarara uh Dzimwe nguva ndinomuka ndakafara Dzimwe nguva ndino Dzimwe nguva ndino Iwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out