Top Songs By Jah Signal
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Jah Signal
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Nicodimus Mutize
Komponist:in
Hillary Mutake Muchenje
Komponist:in
Jordan Link Mangwiro
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Hillary Mutake Muchenje
Produzent:in
Jordan Link Mangwiro
Produzent:in
Cymplex music
Produzent:in
Charles Torro Guvamatanga
Produzent:in
Lyrics
Munodanana imi asi hamuzvione
Munowirirana asi hamuzvigone
Tinodanana wangu hatizvione
Tinowirirana asi hatizvigone
Kanoda kukuchidzirwa kanonzi rudo
Ihuni dzetsotsotso dzinobvira moto
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Totadza sei kuchembedzana
Hazvidi kuchemedzana
Mitoro kuturirana
Ahaha kuchembedzana
Dana ndigodanawo
Dzana ndigodzanawo
Tamba ndigotambawo
Dana ndigodanawo
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu
Haiwa unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Kapoto kakavava maimwana shumba vanovava
Ritori gavakava asika ndiwe wandakada
Wagona wakandida
Hee mama
Mai mwana ndinokudawo
Hee mama
Iyere iyere mai mwana
Iyere iii
Iyere iyere mai mwana
Iyere iii
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu
Haiwa unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Unodiwa unodiwa
Unodiwa hama yangu iwe
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Munodanana imi asi hamuzvione
Munowirirana asi hamuzvigone
Tinodanana wangu hatizvione
Tinowirirana asi hatizvigone
Kanoda kukuchidzirwa kanonzi rudo
Ihuni dzetsotsotso dzinobvira moto
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Mukadaro maparadza musha
Mazvake mazvake haadihwe mumba
Tikadaro taparadza musha
Lyrics powered by www.musixmatch.com