Top Songs By System Tazvida
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
System Tazvida
Stimme und Gesang
Chazezesa Challengers
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
System Tazvida
Songwriter:in
Lyrics
Ini ndatumwa zvimbeu
Zvimbeu zvekudzvara pano
Pano pachimoyo chiye
Chiye chinomere tsambo
Mbiri dzinosine rudo
Ini ndatumwa zvimbeu
Zvimbeu zvekudzvara pano
Pano pachimoyo chiye
Chiye chinomere tsambo
Mbiri dzinosine rudo
Ini ndatumwa zvimbeu
Zvimbeu zvekudzvara pano
Pano pachimoyo chiye
Chiye chinomere tsambo
Mbiri dzinosine rudo
Ndodada naye dhiya wangu (ndodada naye dhiya wangu)
Ndodada naye mudiwa wangu hondende (ndodada naye mudiwa wangu)

Zvakwapisa kudai kunze uku
Kuchandisiirawo mudiwa wangu ari mupenyu here
Zvakwapisa kudai kunze uku
Kuchandisiirawo mudiwa wangu ari mupenyu here
Zvakwatonhora kudai kunze uku
Kuchandisiirawo mudiwa wangu ari mupenyu here
Zvakwatonhora kudai kunze uku
Kuchandisiirawo mudiwa wangu ari mupenyu here
Ndiwe iwe ndiwe, ndiwe iwe mwana iwe
Ndiwe iwe ndiwe, wandionza ndiwe
Ndiwe iwe ndiwe, ndiwe iwe mwana iwe
Ndiwe iwe ndiwe, wandionza ndiwe
Ndiwe iwe ndiwe, ndiwe iwe mwana iwe
Ndiwe iwe ndiwe, wandionza ndiwe
Vandinavo vanondivengera iwewe
Vandinavo vanondivengera runako rwako
Vandinavo vanondivengera iwewe
Vandinavo vanondivengera runako rwako
Vandinavo vanondivengera iwewe
Vandinavo vanondivengera runako rwako
Vandinavo vanondivengera iwewe
Vandinavo vanondivengera runako rwako
Ko moyo wanguka, wamera paunoda
Moyo wanguka, nhasi wamera paunoda
Moyo wanguka, wamera paunoda
Moyo wanguka, nhasi wamera paunoda
Moyo wanguka, wamera paunoda
Moyo wanguka, nhasi wamera paunoda
Kana ndiinewe ndinonzwa kufara
Kana ndiinewe nhamo handina
Kana ndiinewe ndinonzwa kufara
Kana ndiinewe nhamo handina
Kana ndiinewe ndinonzwa kufara
Kana ndiinewe nhamo handina
Wezhira huya undionerewoka
Wezhira huya undione
Lyrics powered by www.musixmatch.com