Music Video

Freeman HKD - Mkuru Wekambani (Official Audio) ft Poptain
Watch Freeman HKD - Mkuru Wekambani (Official Audio) ft Poptain on YouTube

Featured In

Credits

AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Freeman
Freeman
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Emegy Chizanga
Emegy Chizanga
Komponist:in
Jordan Link Mangwiro
Jordan Link Mangwiro
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Jordan Link Mangwiro
Jordan Link Mangwiro
Produzent:in
JMP
JMP
Produzent:in
Admittance Chizanga
Admittance Chizanga
Produzent:in
Charles Torro Guvamatanga
Charles Torro Guvamatanga
Produzent:in

Lyrics

Marcus Music Silent Killer, mukuru wecompany ndiye wandobhiga (make them know) Mukuru wecompany, HKD Boss, mukuru wecompany Mukuru Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira Vachistriker isusu hatinete Pabasa redu ndipo patinonamira Haufanire kusunga tie chete kuti unzi boss Pabasa rako raunoita uri big boss Une vanhu vaunochengeta, vanotomira newe Vakangokushaya chete ibig loss Uri boss yes, uri boss yes kwete by force Saka tenda Ishe Mwari vakakuita boss Because kungoshaika kwako chete injodzi Zvese zvakakumirira profit neloss Wangu, ahusi kushandira ngozi Chingopunyaira ipapa haushaye musodzi (wangu) Ndiko kalife kemaboss, Peter wese anozviziva kuti ndiboss Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira Vachistriker isusu hatinete Pabasa redu ndipo patinonamira Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno) Well if you are tough where you look you a fi win it (work hard) You know di sky a di limit Haungasakure nebadza risina mupinyi Wandinobhiga ndeuyo anotsvaga masinhi Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira Vachistriker isusu hatinete Pabasa redu ndipo patinonamira Kana ungave une musika ndinokubigger, ndiwe mukuru wecompany Kana kusona bhutsu nemombe gozha paroots, ndiwe mukuru wecompany Unomukira kuno order, parinodoka odya, ndiwe mukuru wecompany Unorarama life yako pasina anokupa order, ndiwe mukuru wecompany Ungave uri hustler, uri mukuru wecompany Ungave uri gweja, uri mukuru wecompany Hazvide matsamba kuti uve mukuru wecompany Pabasa rako chete ndiwe mukuru wecompany Ndinobhiga wese anozvishandira, ndiwe mukuru wecompany Kana mhuri yako uchiiraramisa, ndiwe mukuru wecompany Saka mapfumo pasi usakande, pabasa rako itoita chinamira Vachistriker isusu hatinete Pabasa redu ndipo patinonamira Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno) Kana bhero rarira, mumwe wangu ngwarira Ha-a itoteya riva, wakashinga unohwina Kwaunoenda uchasvika, muka uchinge wapunzika Paunowira mumvura, senge hove wotuhwina (huya kuno)
Writer(s): Emegy Chizanga, Jordan Link Mangwiro Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out