Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Marshal Munhumumwe
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Marshal Munhumumwe
Songwriter:in
Lyrics
Ndine pfimbi yangu, yemashoko
Isingabiwe kana nani zvake
Ndine pfimbi yangu, yemashoko
Isingabiwe kana nani zvake
Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi
Inondichengetera mashoko anokosha
Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi
Inondichengetera mashoko anokosha
Kuwana akanditadzira
Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe
Kuwana akanditadzira
Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe
Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu
Ndiye wandinoda wandinovimba naye
Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu
Ndiye wandinoda wandinovimba naye
Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri
Chandapfigira ndapfigira
Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri
Chandapfigira ndapfigira
Hana yangu iyi ipfimbi yangu
Inondichengetera mashoko anokosha
Hana yangu iyi ipfimbi yangu
Inondichengetera mashoko anokosha
Ndine pfimbi yangu, yemashoko
Isingabiwe kana nani zvake
Pfimbi yacho iyi, ihana yangu iyi
Inondichengetera mashoko anokosha
Kuwana akanditadzira
Ndakangozvipfimbika mupfimbi yangu iyi isingabiwe
Munhu angazive chete zviri mupfimbi yangu
Ndiye wandinoda wandinovimba naye
Hana yangu iyi ipfimbi yangu isina buri
Chandapfigira ndapfigira
Hana yangu iyi ipfimbi yangu
Inondichengetera mashoko anokosha
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Hana yangu iyi ipfimbi yangu baba iyi
Inondichengetera mashoko anokosha ini
Writer(s): Marshall Munhumumwe
Lyrics powered by www.musixmatch.com