Top Songs By Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Simon Chimbetu & Orchestra Dendera Kings
Stimme und Gesang
Simon Chimbetu
Stimme und Gesang
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Simon Chimbetu
Komponist:in
Lyrics
Kundinetsa kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unondinetsereyi?
Kundituka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unonditukireyi?
Kundireva kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unondirevereyi?
Zviri nane tibvunze kuna Mwari
Zviri nane
Zviri tibvunze kumhepo
Zviri nane
Zviri nane tibvunze kumatenga
Zviri nane
Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unondimakireyi?
Kundishusha kwese kwaunoita uku pasina chandakuita
Unondishushireyi?
Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unondimakireyi?
Zviri nane tibvunze kuna Mwari
Zviri nane
Zviri tibvunze kumhepo
Zviri nane
Zviri nane tibvunze kumatenga
Zviri nane
Chokwadi tibvunze kuna Mwari
Zviri nane
Ndizvo here ndizvo izvi
Aiwaiwa kwete
Ndizvo here ndizvo izvi
Aiwaiwa kwete
Kundituka kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unonditukireyi?
Kundireva kwese kwaunoita uku pasina chandatadza
Unondirevereyi?
Kundimaka kwese kwaunoita uku pasina chandakuita
Unondimakireyi?
Zviri nane tibvunze kumatenga
Zviri nane
Zviri tibvunze kumhepo
Zviri nane
Zviri nane tibvunze kuna Mwari
Zviri nane
Zviri tibvunze kumhepo
Zviri nane tibvunze kuna Mwari
Zviri nane tibvunze kumatenga
Zviri nane
Ndizvo here ndizvo izvi
Aiwaiwa kwete
Ndizvo here ndizvo izvi
Aiwaiwa kwete
Lyrics powered by www.musixmatch.com