Lyrics

Nhai veduwe, veduwe kudii? (Heya)
Ndandigo, talk to me babe
Nhai veduwe, veduwe kudii? (Heya heya)
Iwe iwe iwe
Sei Tocky bvudzi rako rakabvanganyuka?
Babe ndati usaterere nyoka
Ini ndoda muface akagerwa
Ane smart yakayerwa
Uku ndokuti African man for real
Shumba, ini handikopere skill
Nechikiri changu chekunoku kuAfrica
Handinei navo vanogaya ndavhurika
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya nyaya dzakutaurwa ndedzipi (inzwa)
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya kuti iyi ndeipi yipi (inzwa)
Nyangwe pakuzevezera ingo-reader ma-lips (inzwa)
Ndandigo vagara vakupa ma-tips
Tarira divi uchipisa ma-chips
Iwe iwe iwe iwe (well, well, well)
Mwari vanosimudza unozvininipisa
Saka Bachelor yauya kuzo-undresser
Republic yapinda public
Simbi ne-magnet zvinodanana
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya nyaya dzakutaurwa ndedzipi (inzwa)
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya kuti koiyi ndeipi yipi (inzwa)
Horaiti zvaku-maker sense
Wandipa mamwe ma-senses
Ndazoona skill rako riri expensive
Ndandigo, ndandigo round to the world
Ndandigo, ndandigo round to the world
Humbamu, heya, heya, aaa aaa
Iwe iwe iwe
Humbamu, heya, heya, aaah (iwe iwe iwe)
Ndikati rudeboy, i go round town and handisi kunyepa
Ndandi usamubvisa palist
Ndovanhu vacho, ndovanhu vacho
Tisu mabhiza ebasa, bhiza ebasa
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya nyaya dzakutaurwa ndedzipi (inzwa)
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya kuti koiyi ndeipi yipi (inzwa)
Sei Tocky bvudzi rako rakabvanganyuka?
Babe ndati usaterere nyoka
Ini ndoda muface akagerwa
Ane smart yakayerwa
Uku ndokuti African man for real
Shumba, ini handikopere skill
Nechikiri changu chekunoku kuAfrica
Handinei navo vanogaya ndavhurika
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya nyaya dzakutaurwa ndedzipi (inzwa)
Chamakuvangu mati kudii? (Inzwa)
Tele, apa ndodaira chii? (Inzwa)
Terera tune rakudzika deep deep (inzwa)
Vachashaya kuti koiyi ndeipi yipi (inzwa)
Humbamu, heya, heya, aaa aaa
Humbamu, heya, heya, aaa aaa
Humbamu, heya, heya, aaa aaa
Humbamu, heya, heya, aaa aaa
Written by: Obey Makamure
instagramSharePathic_arrow_out