Lyrics

Ire Music
Hope nerufu vane hukama (tele)
Hope nerufu zvine hukama (ngrii)
Ndandi go ati kudii
Muka, muka, muka, muka
(Hallo)
Kurara nekufa, mukoma nemunin'ina
Husimbe akupa uyo mweya wetsvina
Shanda nesimba
Kwakasviba kuchayedza
Iwe usaneta, ini handimboneta
Kurumidza kurumidza kumuka
Kurumidza chimbidzika kumuka
Mangwanani muka mangwanani
Mangwanani kumuka mangwanani
Kutobata jongwe uri muromo
Ukasakwanisawo ndikoko
Ini zvangu ndauya ndenge ndavapo o'clock (ngrii)
Kurara nekufa, mukoma nemunin'ina
Husimbe akupa uyo mweya wetsvina
Shanda nesimba
Kwakasviba kuchayedza
Iwe usaneta, ini handimboneta
Muhupenyu ukasakwanisa kuita zvausingagoni
Iyo haisi issue, iyo haisi nyaya
Asi ukasakwanisa kuita zvaunogona
Iro zikuissue, apa pane nyaya
Kurara nekufa, mukoma nemunin'ina
Husimbe akupa uyo mweya wetsvina
Shanda nesimba
Kwakasviba kuchayedza
Iwe usaneta, ini handimboneta
Hope nerufu vane hukama
Hope nerufu zvine hukama
Ndandi go ati kudii
Muka muka
Kuti uwane zvimwe zvese zvisiri mweya wekufema
Unototi ushande, zvimwe zvisiri mweya unototi ushande
Kurara nekufa, mukoma nemunin'ina
Husimbe akupa uyo mweya wetsvina
Shanda nesimba
Kwakasviba kuchayedza
Iwe usaneta, ini handimboneta
Kurara nekufa, mukoma nemunin'ina
Husimbe akupa uyo mweya wetsvina
Shanda nesimba
Kwakasviba kuchayedza
Iwe usaneta, ini handimboneta
Written by: Obey Makamure
instagramSharePathic_arrow_out