Lyrics

Killer T Ayanaya for real Mukuru, mukuru, mukuru Vana mbuya ndovakachengeta Ndovakabereka Ndovakayarutsa Ndovakachengeta Vanoda zororo muupenyu Zororo zororo muupenyu, zororo Vanoda zororo muupenyu, zororo Zororo muupenyu, zororo Zvino waramba kutumwa navo Apa ndivo vakachengeta Zvino waramba kufamba navo Apa ndivo vakayarutsa Nekuti dzimwe nguva vanoda kupembedzwa Kana vakachema vanoda kunyaradzwa Ndaiona vachishanda nebadza Kana ndikachema vaindinyararadza Vanoda zororo muupenyu Zororo zororo muupenyu, zororo Vanoda zororo muupenyu, zororo Zororo muupenyu, zororo Zvino vari kufamba nendima Ndakati kana yave zhizha tinorima Vabatidza zimoto mucherima Vakati tenge tichiona kwamunoenda Zvino manje hapana nguva yekutamba nayo Kokudai zvaibvira ndambofamba navo Misodzi pamatama ndaimbochema navo Kokuudai zvaibvira ndambofara navo Vanoda zororo muupenyu Zororo zororo muupenyu, zororo Vanoda zororo muupenyu, zororo Zororo muupenyu, zororo Zvino waramba kutumwa navo Apa ndivo vakachengeta Zvino waramba kufamba navo Apa ndivo vakayarutsa Nekuti dzimwe nguva vanoda kupembedzwa Kana vakachema vanoda kunyaradzwa Ndaiona vachishanda nebadza Kana ndikachema vaindinyararadza Vanoda zororo muupenyu Zororo zororo muupenyu, zororo Vanoda zororo muupenyu, zororo Zororo muupenyu, zororo Zororo Zororo
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out