Similar Songs
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Jay-C
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Joel Chitate
Songwriter:in
Lyrics
otiuri wrong pawatadza ndini ndobva ndati am so sorry
whats goin on kana pasisina ndiudze kuti this is end of story
waisinditi my King, paye paye pandakaku pfekedza engagement ring ukandikisa ukandisimbisa kuti dai urishiri wandiisa muma wing
Now kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini
i dont care
zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira
but ikozvino ndati ngayi dambuke chai
ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear
you better go you fambe bhoo
pachiactor haisi defeat idraw
handichade heart break again ndosakandaita move on (move on), kusimbisana no pain no gain kubuda mazviri kungorova uturn
dai uri Jesu ndichikunamata nemoyo murefu ndoitase ndirikusasa rough but chimbomira ndimbo turabefu
nekuti wandiri hausi shefu ndomboridza pito nhasi ndini ref asi chirikundinetsa nguva ndaka waster usazoti dai ndakaziva haitungamire nekuti
kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini
i dont care
zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira
but ikozvino ndati ngayi dambuke chai
ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear
you better go you fambe bhoo
pachiactor haisi defeat idraw
unombotanga uchanyengerera asi pane paunogumira ndaneta kurumwa newe uchifuridzira pasina chandakakutadzira no no
oooooh handichade zvemumwe munhu munhu munhu
wandiita kuti ndisa beliver murudo
so you better go
Now kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini
i dont care
zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira
but ikozvino ndati ngayi dambuke chain
ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear
you better go you fambe bhoo
pachiactor haisi defeat idraw
kana usisade nezvangu kukunyengerera ndatadza inini
i dont care
zvinhu zvayindinetsa kungogamuchira
but ikozvino ndati ngayi dambuke chain
ndaisimbo rohwa nehana kana tikanetsana but ikozvino i do swear
you better go you fambe bhoo
pachiactor haisi defeat idraw
Lyrics powered by www.musixmatch.com