Top Songs By Stella Chiweshe
Similar Songs
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Stella Chiweshe
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Stella Chiweshe
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Hijaz Mustapha
Produzent:in
Lyrics
Vakasiya vana vachingochema
Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga)
Vakasiya vana vachingochema
Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga)
Wakasiya vana vachingochema
Vachingotenderera chikomo chiye (chachimurenga)
Nanhasi mandiona here
Kwava kuyamurana kweropa nhasi (chachimurenga)
Nanhasi mazviona here
Kwava kuyamurana kweropa nhasi (chachimurenga)
Ini nanhasi ndichiri kungochema ambuya vangu, ambuya
(Chachimurenga)
Nanhasi ndichiri kungochema ambuya vangu
(Chachimurenga)
Vafa chimurenga chokutanga iwe, ndoenda
(Chachimurenga)
Ko iyi hondo muri kuiona here vakomana iyo
(Chachimurenga)
(Chachimurenga)
Chimurenga chauya hona
(Chachimurenga)
Vari muNamibia havana chavaona
(Chachimurenga)
Variko varova Azania, ambuya
(Chachimurenga)
Tavareva kani
Sara pamwe chete, iyo
Makanganwaka bodo
(Chachimurenga)
Ivo vakafa
(Chachimurenga)
Mutare paZimbabwe Mutare, sobber
(Chachimurenga)
Mwana here
(Chachimurenga)
Ndouyako
Ini ndinoda mundipewo pfuma rino gore iro, ambuya
(Chachimurenga)
Vakatsva monhi pavakabatira, ndoenda
(Chachimurenga)
Hee, kani
(Chachimurenga)
Ini ndinoda kufana gore riye, hoye
(Chachimurenga)
Vakatsva mhoni pamakafambira, ndega
(Chachimurenga)
Hondo yauya, zvakare
(Chachimurenga)
Written by: Stella Chiweshe