Top Songs By Icey Ekxne
Credits
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Tinodashe Nelson Gavi
Songwriter:in
George jnr Taaziva
Songwriter:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Taona John Tagwirei
Produzent:in
Tatenda Abel Chabvonga
Produzent:in
Off Centre Holdings
Mastering-Ingenieur:in
Lyrics
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
It all depends pane mafriends ari better than family
Am glad am blessed with them
If Lisa is better than Kisha
Then with Misha it's just the same
It all depends
I might just pass out you might just pass out
Boys tinoita seyi
Kuma nine nine toenda paden
Possed to stay but hapana zvizhinji
Ndanga ndichi plaza
M phoning my cuz
Not even picking like pane chandatadza
Zviriko futi cause vakutondi ngwadza
Misha is hotta than Lisa but Elicia anozovakwadza
Hameno zvenyu nevanhu venyu
Nguva ichapera muchitamba chisveru
Wakwira Gutu uchenda Chegutu
Kwato kutwanya kugocha pahutsi
Ndingagodi babe rukwa magodi
Zvekusanganiswa handitombodi
Handina energy handisi Mutodi
Zvekusanganiswa handitombodi handina energy
Handisi Mutodi
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Zumbu nderangu
Huku ndedzangu
Jongwe ranetsa ndobata murumo
Ahh
Siya ziso rati piriviri
Yeah
Two heads like tsvukuwiri
Ndikaenda gehena ndonzi handina sin
The devil knows ndinopisa inini
Went to pomona kuno guarder masinhi
Flow rinonhuwa semadhodhabhin
Ahhh
I'll be wearing maglasses
Ivo vofunga ndabofu
Then they throw money
Hanzi dai wambotenga kaloaf
Kuno moita loss
Ndine mablind moves baba
Iwe chingozova kuti kuchachemwa
Vamwe vanozvida vamwe vanosema
Vamwe vakutukirwa kurora rema
yea
Pafuneral mundibikire kanjiva
Iyi shiri kadzi yaitambira mudzimba
But ndambozvimba
Bona akazvinzwa anopererwa nesimba
Ndorutsa maflows semukadzi anemimba
Ndoswera paden changu kungoputsa dzimba
Ini ndozviitira kuvanhu vanozvimba
Bona akazvinzwa anopererwa nesimba
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndikokwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Taka loader mabvuku apa takananga tafara
Varikuonawo horror street rakarohwa nepara
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavari kubva
Vanodiwa kujecha cause ndiko kwavano rira
Written by: George jnr Taaziva, Tinotenda Nelson Gavi