Top Songs By Freeman HKD
Credits
AUSFÜHRENDE KÜNSTLER:INNEN
Freeman HKD
Künstler:in
Frimann
Künstler:in
Winky D
Künstler:in
KOMPOSITION UND LIEDTEXT
Freeman HKD
Komponist:in
PRODUKTION UND TECHNIK
Sunshine
Produzent:in
Layaan
Produzent:in
Lyrics
Freeman ndanzwa nekurasiswa nemunhu wenyama
Kana neniwo Winky ndarasiswa pakawanda
Pangava pahushamwari kana pahukana
(Dangerzone) (Ah di master)
Bigman
Usafe wakavimba munhu muhupenyu
Kunyangwe akaita musvinu
Munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani (brrru)
Saka Dangerzone neVigilance
Usatruste munhu muhupenyu (ah di master)
Kunyangwe akaita musvinu
Ndati munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani
Saka Dangerzone neVigilance
Saka munhu akanaka ngaave akanaka, asina daka
Nyangwe pakaitwa chakanaka anobvuma kuti ichi chakanaka
Paunorasika, paunokwidza makata anokubatsira
Kunyangwe vave godo vakada kukuattacker (bang)
Inini handichatemba shamwari (shamwari)
Ndosaka ndichifamba ndiina Layaan (Layaan)
Freeman chirega kufadza ani nani
Varoyi manheru ishamwari magwanani
Haa, type yakadaro kashoma kuwanika
Hapana, the truth kwonetsa kuwana akatrustika
Hatitruste vanhu isu totozobeliver tazviona tega saThomas
Usazobhaizwa nezino Freeman
Kana Judas chaiye waisekerera
Hakuna mhandu irinani
Ukanyanyokutemba mumwe munhu wazviregerera
Ipapo ndapanzwisisa Bigman
Life yatava kurarama yavakuda kuchenjerera
Chavakungokosheswa imari
Vanokuda uinayo, voenda yapera (brrru)
Bigman ndanzwa nekurasiswa nemunhu wenyama
Kana neni Freeman ndarasiswa pakawanda
Pangava pahushamwari kana pahukana
Tichangosiira kuna Tenzi veminana (hoowo)
Usafe wakavimba munhu muhupenyu
Kunyangwe akaita musvinu
Munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani (brrru)
Saka Dangerzone neVigilance
Usatruste munhu muhupenyu (B-b-Bigman)
Kunyangwe akaita musvinu
Ndati munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani (brrru)
Saka Dangerzone neVigilance
Sunshine varikukumhoresa varikuda kukutapa
Varikutoswera newe iwe uchiti murikutamba
Be careful paunoenda, paunofamba
KuDangerzone neMaNinja takazviramba
Mhm-mm, pandiri hakambori kekutanga
Vazhinji vatakabatsira tichiti pakutamba
Risati rakukuridza jongwe vakatiramba
Handaiziva dzinotungana dzemudanga
Panoda kuti uwane shamwari yakanaka panoda kuvimbika
Shamwari inozokusimudza wavakuda kuputsika
Winky, varipo vakawanda vataitruster
Asi hushamwari hwangu ivo neni hauna kuzolaster
Vandinotemba ndovandakaziva mukushupika
Kwete vanonyangira nekuona chakuputika
Dancehall Doctor handikukanganwe ndinopika
Dangerzone neMaNinja tosvika
Usazobhaizwa nezino Freeman
Kana Judas chaiye waisekerera
Hakuna mhandu irinani
Ukanyanyokutemba mumwe munhu wazviregerera
Ipapo ndapanzwisisa Bigman
Life yatava kurarama yavakuda kuchenjerera
Chavakungokosheswa imari
Vanokuda uinayo, voenda yapera (brrru)
Bigman ndanzwa nekurasiswa nemunhu wenyama
Kana neni Freeman ndarasiswa pakawanda
Pangava pahushamwari kana pahukana
Tichangosiira kuna Tenzi veminana (ah di master)
Usafe wakavimba munhu muhupenyu
Kunyangwe akaita musvinu
Munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani (brrru)
Saka Dangerzone neVigilance
Usatruste munhu muhupenyu
Kunyangwe akaita musvinu
Ndati munhu haatrustike Freeman
Kutamba tega zvirinani
Saka Dangerzone neVigilance
Written by: Freeman HKD